Saturday, September 21

Pashata Hazvina Kumira Mushe Fungai Mutisi Madam Boss Sister Otukwa Na Tom Jones

Uyu chero akati huya ukwire mahara kana ngazvikone akatowora kare zvake apa hanzi ndi doctor ๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚ doctor yes hatirambe but doctor wekupishika chembere what do you know about

 

 

 

 

 

 

 

 

Mura kupfupika kunge duzvi ratsikwa nasabhuku dzikama utange wagona kupfeka kwete kupfeka kunge chembere apa structure harina ingati zigwayi rawanikidzwa richibony*ra๐Ÿ˜‚๐Ÿ˜‚Ingati ihurekure yanyengwa nezizi kumatapi๐Ÿ˜‚

  • Share: