Saturday, October 05

Pakaipa Trish Aushanda Ku Greathope Oba Chitunha Nyaya Yakaoma Iyii

Hi anna please post for me , tanetswa nemunhu anonzi Trish Albert. Aimboshanda ku great hope funeral , akatibira chitunha chedu akachiviga kuneimwe parlour , takazotoudzwa kuti haachashandi kugreat hope ndipo patakaenda kwaari kuti atipe chitunha chedu akaramba akati tangai mabhadhara 7000 rands ndikupei

 

 

 

 

mapepa enyu apa she ddnt do paperwork yacho arikuramba nemapaper kuti tiitirwe negreathope, hatina kana 7000 yekumupa tinototamburawo , Trish ngaatipe chitunha chedu.Trish aimboshanda Ku Great Hope akuba zvitunha achipa chikomba chake cheku Pride

  • Share: