Thursday, September 26

Olinda Oti Mhuri Yekwa Chideme Inondida Murume Anohura Unoregerera Pane Anoda Kukuuraya Tytan Hama Dzake Dzinongoda Mari Yangu Nekuda Kundiuraya

Dziva vapinda hanzi vanhu vekwa chidemhe vaindida nanhasi vachiri kungondida🤣🤣ko vanotadza nei kukuda iwe uchivapa bag hanzi dziva havana kumbobvira vandibatira mushonga umm ndaona mundevere adzokera pasi pebridge shuwa

 

mungaisire munhu mushonga wekuti mupiwe mari hapana rudo apa kwaive kunyangirana🤔,worinda anoda Dziva kubva zvaavkasiyana haana kumbobvira arega kumuda that's akachekwa chekwa nyama nekuda kuda kumanikidzira hako but pana stunner ucharira hako worinda wotomaker sure kuti hauiite duri futi coz stunner

 

ndewemaslayqueenHaachangodi murume chete mushonga watanga kuona nhasiNyangwe mukaita noise sei Stunner haana chanowana nekuti OC na Tytan vakachata saka pakurambana apa vanoita half-half pa property apa

  • Share: