Saturday, September 21

Nyika Yose Yoseka Madamboss Zvinonyadzisa Homa Kora Weku Nigeria

She can afford maequipment guys aingoda kuitisa zvake vanhu tarisa lifestyle yake wotarisa vanhu vaaikumbira kuti ndidhoneterei haa it's not make sure zvakafanan nekuti ndipei mari ndiyende kubasa kwacho unonge

 

 

 

 

 

uchienderaani kubasa kwacho she will make a plan and buy her equipment she can afford them Inga vanorwara vanodhoneterwa vani zvichitofambaIn zim tinevaroyi people jeopardise kungovhura go fund people report ivharwe.aita something tinoda kuputsa

 

 

 

 

 

 

Talking down on her does not take away her celebrity status & evn has an E! Award, imi u sabotage ur own, nigerians hv a way larger population & support their own plus other nationalities that feed into their content🤷🏾‍♀️ Zvino Zimbos u make sure ur own dsnt make to anywer so u laugh🤷🏾‍♀️

  • Share: