Tuesday, September 24

Nyika Yese Yochema chema Nehutsinye Hwa Madamboss Vanotadza Here Kusimudzira Mai B Maid Wavo We 11Years Kutsimbirira Munhu Kuti Asasimuke Arambe Aripanzvimbo 1

Mai Bee is brainwashed. Chimadhumbe mutemo wacho watinoziva tose ndewekuti chinofanira kuva a stepping stone zvoperera ipapo 🙅Usually kumaemployers anerudo nevamwe ,

 

 

 

 

munhu achitopinda basa anotobvunzwa kluti wakasvika papi nechikoro, chii chaunoda kuziva muhupenyu , kuratidza kuti naiye as your employer haatarisire kugara newe samaid wake for the rest of your life . Manje izvi zvekuti munhu anoita decade plus, achingokwesha

 

 

 

 

 

toilet yako iwe uchikwira ndege kunotambira maAwards iye achisara pamba nanaCoco achibvisa tsvina dzavo payard iii zvakaoma. Kunakz kwemoyo wemunhu kunoonekwa pama employees ake. Ten years plus , growth pana Mai B hapana, chavo kurera nekubereka vana kumusana chete. Kundege chaiko nekumaevents

 

 

 

 

unotonyara kufamba navo Tyra iwe but ndiwe unavo mumba mako for the past 10 years. Unodii kuvasumudzirawo, ehe haunawo but zvidiki zvidiki zvacho izvozvo. Mazuvano kwane maids manyama ekuti they attend maconferences nemaBoss avo vachitobudikira padining table nemascrubs avo , vari neat zvekurevesa, glowing 🌟

 

 

 

 

 

But iwe Mai Bee unovaviga, unotosarudza kuenda naMai Kachembere kundege uchisiya maid wako weLevheni years pamba. Tyra wauraya hupenyu hwamai Bee , her future is bleak, all because of you. Kana kuvaitisa kacourse kumaTechnical colleges uku, basa kungoti Mai Bee mukai mundibikire chimodho pakati pehusiku🙄

 

 

 

 

 

 

 

Kupisisa mwana wevaridzi nedhipirizona uchimudzidzisa kuzora. Une moyo wakaipa Tyra . You are very selfish and unongoda kunatsirwa iwe. Ndoda kutsvaga COS ndipe Mai Bee usare uchirererwa vana ivavo naSekuru Gudo. Mira uone hako😕

  • Share: