Sunday, September 22

Nyaya Yakora Muto Iyi Regina Opindura Baba Rokadhiya Ovafumura Zvese Nezvemubhurugwa Komashamwari Munoudzana Zvese Why Mai Rokadhiya Why Zvinzwirewo Mashura

Varume nevakadzi vasina kukwana vanoonekwa nekutuka Regina bcs uyu shamwari yamai Roka saka chokwadi chose anacho, even ini murume kungoshungurudza mwana wangu ndoudza sahwira wangu haisi mhosva, uye baba Roka ava ndivo vakatanga nyaya dzavo ngavapedze voga, dai mukadzi wemunhu wavakamitisa ari wenyu varume imi mainzwawo seyi

 

 

 

 

 

 

Bottom line is Siya vanhu vapedzerane iwewe ukaona vadzokerana uchaita sei. Nemiwo vakadzi zivai vanhu vamunoudza maProblems emumba menyu plus dzidzai kugara pasi motaurirana mega pasina frnd or Tete or anyone wanaudza. Both parties are wrng apa.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Ungafumure murume wako kudaro kushamwari. Regina Siyana nemba yevanhu vasolve nyaya dzavo Vega . ungat auna kufurira ko paaiuya achikuudza iwe waimupa advice yekutii cz zvese izvi hazvina kuitika one day ka. Pese paaiuya waimutiiRegina ukanyarara unobvei hma yko ... Siya mhepo dzivhuvhute dzevaviri dzonetsa kupindira

 

 

 

 

 

. Unoshma vadzikerana ipapa . Buda mazviri ufocusse nelife yko. Takakuziva kare usi mnhu wenoiz vopatiswa nevanhu vatanga kushnda neruzhinji nezuro uno... Iwe vakabva kare nebsa rko shnda usiyane nezvakawanda

  • Share: