Sunday, September 22

Nyaya Yakaoma Iyi Tariro Matutsa 19 Year Ouraya Sure Tsuro 40 Uyo Aida Kumurepa

Tariro Matutsa (19) aponda Sure Tsuro (40) kuMudzi nekuti aida kumuraper.Tsuro akasvika kumba kwana Tariro ariega kuma 9 husiku .Akawana mwana achibika ndobva amuratidza nhengo yake yakamira akada kuzvimanikidzira paari.Musikana akanhonga danda mumoto akamurova mumusoro kakawanda akadonha pasi.Akabva atiza,Tsuro akazowanikwa akafa the morning after.

 

 

 

 

 

 

 

She was arrested and charged with murder even though yaiva self defense.She panicked shame....She should have ran somewhere to report immediately kuti zvireruke plus it's obvious kuti haana kuziva kuti auraya...dai akamhanya kumapurisa

 

 

 

 

 

 

Judiciary system yedu yakadhakwa. Then those organisations anomirira vana nemadzimai u are letting the girl child downPoor Judgement 

Self defence haisi mhosva ngavabuditse mwana

  • Share: