Sunday, September 22

Nyaya Inorwadza Iyi Musikana Angaatirwa Go Fund Mari Yave Almost 50 000 Hazvina Kumira Mushe Vanhu Ngavasadaro Chitsotsi Pakadai Sure Zvinzwirewo

Almost 50k!!!!Hakuna India ichaendwa zvatovharana.!Pese apa vangachiuya pamaLive vachikumbira madonation vachiudza vanhu manext steps then olofesadhen mari yakwasekuru Nijo how come to u so?

 

 

 

 

 

Joey akutogovana hake mari nakasekuru kaye muchamuona akutonohodha mateki kuChina ouya achiti shandai vanhu shandaiZvakaoma ko kuzoti yemu EcoCash, Innbuck, Mukuru etc plus yaThe Giver.

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Nhasi angove maStories after stories, yakazoitwa moved how to sekuru's account it was supposed to be moved muskana akuenda kuIndiaMai Nene Manyusa Nyaya haisi yefamily.Imari yemadonor....Madonor akati mari direct kuHospital saka apa yakumboburitswa kunanga mumasendiraini kuti zviite sei?

  • Share: