Saturday, October 19

Nyathi Family Yaitirwa Nyasha Zvakare

Gogo's prayer is powerful, she is your shield.Kana imba yapera ndokuisirai Maketeni courtesy of Khloe's Home & Decor πŸ™πŸ™Amen.

Nyathi Family mochitonyatsosimba kupfugama muchinamata nekut havasi vese vari kufarira izvi Satan

 

 

 

 

chichakurwisai zvikuru asi nezita raJesu munokunda kana muchinamata. Ndiri kufara zvikuru chingoti Mwari kudzwai nekuti ndivo vakusvitsai pamasvika nhasi. May God continue to bless to bless you. πŸ™πŸΌ

  • Share: