Mhunza musha Moreboys rega Tytie akuruke, ndiwe wakapesanisa Tytie naNyathi nxaaaHanzi siyanai neni ndakakupai following kana muchida kunditsiura itai zvekufona .hanzi mukuramba muchiti ndiposter ndiposter ini handichada 😂 muchinyanyaThey must not control them zvakafanana
nekuti mwana ndakaku endesa kuchikoro saka all wat u do unofanira kunzwa ne mubereki only bcz they gave birth to u... People need their spaceApana chinosekesa vanhu vanozvinyanya imi chiiko senge mukaona kunga vanhu vari humble or cool dambudziko makutofunga vakapusa makutoda kuti vaiite zvamoda
imimi ko zvavo zvavanoda vachaita rini haaa munozvinyanya henyu 🙌🙌🙌🙌 chokwadi tytie haisi pride akatoona hauna chaunoita nevanhu ava coz always talking moda vaite seikoSometimes ukanyanya kuita soft unoshandiswa