Monday, September 16

Nyathi family Why Pashata

Vana imi musade kuramba muchida kunzwirwa tsitsi makapihwa mapoto akanaka zvekuti asi mukuramba muchibikira zvimapoto kunge zvoiswa paguva...Mukudii kushandisa mapoto amaka pihwa ..Chekuisa hupfu mu ShopRite or mu Pep home zvakachipa Mukudii kutengawo Inga murikuita Mari pafacebook..mukada kuramba muchida

 

 

 

 

 

kunzwirwa tsitsi apana anokupai Mari gezai ipai mwana chikafu looker looker mai Nyathi unoona kuti Mari inobuda sei Pano ..manje mukada kuramba mune skiri renyu iro munoshaya anokubatsirai..Nezuro Uno maidya huku yake yake nhasi mukati Regai tibike ma vieena toisa maveg kuti vanhu vakupei Mari yenyama ukwane iwe Nyathi

  • Share: