Tuesday, October 15

Nyathi family Ma1

Nyathi acharombeswa netuvanhu twakaromba utwuMusafarira zvisina basa munhu uyo mumba make hamuna kana mukadzi,hamuna kana mwana asi anemazimari anogara ega imiii,imika,imika,handina kumboti akaromba iniKouyo anouya asina bbie

 

 

 

anoda kudyavo Mai Nyathi hre 😂😂😂Asi zvekt mfes uyo ano sponser zvese asi paside pasina munhu wake i danger zvayo ameno mkadz akaona kurikubva mari anotanga kuita ma ideas, naiwaya ndinot nyathi mungongwarira

  • Share: