Wednesday, September 25

Nyasha Ouraiwa Nepfuti Pasowe Ku Olivien South Africa Chokwadi Vaporofita Vakatadza Kuoneswa Here Pamweya

Musikana uyo anonzi Nyasha akafurwa nepfuti Pamasowe kuOlieven SA Saturday usiku kuma10 , Mbavha dzakasvika dzichiba kunonzi musikana uyo ndokuvaziva ndokudaidza mazita embavha dzacho ndobva vamutora kwakumufura , Apa matsotsi ndeekwedu kumusha. 

 

 

 

 

 

Maporofita arimujoni hamuchanzwi Mweya chaiwo chaiwo ..siyayi zvekunamatisa vanhu husiku.Pasowe ipapo hapana mweya becoz ungadayi wakaoneswa before and ndingangoti muno mujoni vapirofita vakadyiwa netsananguro kudhara mazambuko hapachina nechihure nekudya nyama dzenguruve zvikagoti fzakachipa kkkkkk

 

 

 

 

 

 

Shuwa ungadaidzire kuti ndakuzivai phone yangu munoidzora chete,vazvifira manje,ko vakadii kunyarara🥲🥲 maZimba dzikamai kana mavingwa nematsotsi muJoberg umo paSowe

  • Share: