Monday, September 23

Ngoni Munetsiwa Speaks Vavengi Vanhu Vekuziva Ndivo Vanokuuraisa Zvamunotaura Munozviwana Kupi Ini Ndane Mhuri Yangu

Ngoni Madamboss Husband Speaks

 

 

 

I was eagerly waiting for this moment. This is beautiful Mhofu and family“ Whenever hunters hunt, Vultures wait cz Vultures by nature have never mastered the Art of hunting”….

 

 

 

 

Asi vanhu vaiti handina pasipoti Muri right right here imimi😂😂 

Kubva ndiri kakomana ndichingotravhera

 

❌Guhwa- Pane maghost maviri andabata

Apa vanhu vekuziva imajeni.

 

 

 

 

 

✅Ndadzidza kuti ;

- Your greatest enemy unotoswera naye uchitodya naye , haasi kure mufunge vamwe avo kutohakirawo iyeye anovapa info.

- Mhandu yemkadzi mukadzi

- Your enemies admire you , vanotodawo zvaunoita ufunge

 

 

 

 

 

 

- You inspire your enemies , ku Facebook toti unotovachengeta cz they feed on your name vakasataura nezvako havadyi.

- Trust no one

 

 

 

 

- ⚠️Mukufamba nemukutsvaga umu Tuhwinha uchitarisa makarwe.

-⚠️In Every 12 there is a Judas. Circle ngariite diki mulife mako.

 

🔞DzidzaKanaKuparara🔞

  • Share: