Friday, September 27

Ngoni Munetsiwa Seiko Usiri Kuposter Mwana Wako Kutokundwa Nana Mhosva Zimbabweans Not Happy With Ngoni

Sei usiri kuposter mwana , kukundwa naMhosva🤔🤔🤔🤔Murume uyu anondisiririsa apa tyra tenda Mwari wakazviwanira tata vako .vaita kusvetuka pavanzwa kwane mwanaAkaposter imi mozodziwanepi nyaya Mura akasungwa hakuchina chekutaura Piwai content. UkoVanhu ava vanotoita zvinhu vachiita kuti tiwane zvekutaura🤣🤣🤣zvimwe tingawawata zvedu, asi murume uyu helped mukadzi wake kubuilder brand asingamixer scandal. Have you ever noticed people who react and congratulate kupage raMB? vana Maicharamba, dorcas moyo , sulu,mukoma lenny zhakata, apostle chivaviro.. all those popular pple vari silent pasocial media vanotoburuka kuterrace umm yeah ... ramba uchirumira muvhu anaconda, chachara chachara pese pese haina deal

  • Share: