Friday, September 27

Ngoni Madamboss Husband Onzi Chokwadi Kunyadzisa Kukundwa Na Holyten Kufadzisa Mukadzi Azvara

WHY do you say Mhofu is disappointing???? Do you think when Mhofu sees Tyra he sees her as Madam Boss and him a FAN of Madam Boss? Don't forget Mhofu knows Tyra IN and out, vanorara naye so he can never see her the way you or chaunga sees her.Shame it must be painful for Chelsea kuona all the love Kim is being showered apa Holy 10 akangokumitisa ukaswera uchimusonera mari yemaintanance.Muchadzidza kuti kutrepa murume nemimba kuzvitrepa.Unosara wakabata mwana ane ziguma rakafanana nerababa iye aenda hake kune mukadzi waanoda chaiye.Holy Ten & Kim

Baby Of The Year πŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎβœŠπŸΏ teach the young ones how it’s done. Kwete zviMadhara zvinenge vana Ngonie, kutadzavo

Kutumira Kevin nemaRuva, maChocolates, ne maHamper. Gegege chandakaona wakakosha paSocial media kumba une usiri chinhu.Well Done Holy Ten, first time pregnancy & bhoo push presentπŸ‘πŸΎπŸ‘πŸΎ.

Vamwe 13years trying to get pregnant then finally zvaita baby is here, no public message to fans, no present no nothing!! 

TUKAI henyu but Mhofu is very disappointing. Knowing anacondas if a present was delivered tingadayi takairatidzwa. Vana Mhofu varume vacho kunyima, no appreciation no thing. Vana bhangu last number.

  • Share: