Thursday, October 17

Ngaarege Kutinyaudza Holyten Opopota

Ngaatoreka mwana wake arege kuti nyaudza avo vasiyane nazvo zvachose asazotinyaudza kuti havasi kuchengeta hatidi drama isu munhu anombodei

 

 

 

 

chaizvo anenge achirikuda murume drama ratanga paawona mukadzi akabata mwana wakeChelsea dzikama nhaika

  • Share: