Saturday, September 28

New Chings Chingaire Mambo Dhuterere Ndiko Kupera Kwauchaita Wakuimba Masongs E Zanupf Kumberi Uko Uchazozviona Wadii Kungoita Zvemweya Ndisesekedze

Dhuterere ,iwewe Dhutee ndiwe hako wafunga kugara chigaro chemuimbi weED pfee wakunatsobudisa matrue calaz Ako sure ukangoimba song yeZanu nababa Ohhh Dhute uchazviimbira wega ukaterera masong Ako wega ,,ndosaka uchitengesa madrugs usingavhunduke ukuziva pawakatsika asii iwewe ayhass I surrender by the way Mwana wedu arimusango uchamu oficialiser when?????????Regai vamboita vachidya mari dzacho senge 2023 uno asi kumberi uko ma effects acho achaoneka .

Ngavabvunze vana Andy Brown;Cde Chinx ;Tambaoga nana Baba Sulu (RIP) nevamwe vakapembedza bato asi vanhu vakatanga kurega kuenda kuma show avo zvikavharana .

Anyway these days technology will pay them kunana youtube.

 

Uyo Chief Hwenje vanogona kuimba iih asika varikutokanganisa tarenda but for now ngavambodya ye Zanu

  • Share: