Wednesday, September 25

Nelia Kadungure Onzi Afambire Mhuru Mhiko Dzirikuda Kusiya Dzaparadza Vese Zvinotyisa Zvinoshamisa

Nelia fambirai mhuri nedzinza renyu gore Rega Rega apashaye anoda why???pane ghost rakambozvitaura pano ukasazviisa mumusoro hako imbofambirai mhuri yenyu nehama

 

 

 

 

 

dzekwakadungure otherwise unotera ukasazvifambira🙏🙏ukada kuzvitarisa mese mukungofa NEMA accident last year makaviga vekwa bamukuru venyuI think pane akuvapedza

 

 

 

Hake and munhu iyeyee u might find kut haana kana chinhu angori ne gona rapedza vanhuHazvisiwo here zvisina kunyatsojeka ku mhuri yekwa Kadungure uko.

 

 

 

 

Before Ginimbi Afa, amai ne mfana vake vakaenda akateverana, iye achizofawo ne accident, 3yrs later, sisi vaenda on his birthday ne accident zvakare. Imhuri yatopera iyi and Nelia anofanirwa kutofamba chaiko nekut kana mukomana anga akaromba, mhiko dzacho dzirikuda kusiya dzapedza mhuri yose.

 

 

 

 

Rest in Peace JuliaTese tiri huruva panyika pano apana anogara zvachose...ukangoziva kuti munhu ihuruva unobatsirika munyori hupenyu hwakafanana nedova munhu akafanana nemumvuri...kufamba or kusafamba tese tichafa...nothing can save you from the wrath of death

  • Share: