Hanzi ndovakasiya mwana vakawana atsva .dzikamai madzimai koshesai vanaWeduwe zvinorwadza izvi ehe mafaro haarambidzwe ko safety yevana ....now she have to live with the guilty of loosing her child because of being so irresponsible nxaa ..Moti zvaienda nepi kana achikwanisa kubora mhino
yaanofema nayo mofunga angaita basa nemwana iyeyeKungoona munhu aita hushingi hwekuboora mhino ari capable of doing anythingTogara tichitaura zvevakadzi vaka boorwa mhuno asi hamuti teerere