Saturday, September 28

Natasha Minga Oshaikwa KuCaptown South Africa Chokwadi Zvichengetedzei Mabhinya Awanda Mukamuwsna Contact Hama Dzake

Makadii zvenyu pano ndirikutsvagawo sister yangu anonzii Natasha Minga akapedzisira kuoneka musi wa 26 June 2023 aigara k stayin muno m Capetown anenge ainewo ruzivo ngaatizivisewo pa 0621668188 fambisaiwo muma groups amuri tinotenda zvikuru vachabatsira

  • Share: