Yeah varoyi varipabasa zvinodzimba moyo ummm familly tine mumwe wedu aive active follower akashaya .
Akaroorwa last year akachata musi wa 28 december 2024 akafa musi 28 January 2025
Only 1 month abva kuchata ndokufa
Ndarwadziwa
May her soul rest in peaceWherever you're declare the gift of life. Rebuke premature death muhupenyu hwako, vana vako, basa rako, murume wako nezita raJeso.
Takapihwa simba vadikan. The power to rebulk all plans of the devil 💪
Declare life in every aspect in yur life life. Vana vakk vagodya nhaka yako, kwete kt unogurisirw hupenyu panzira usati waita mhuri, usati wane mwana 😢
May her soul continue to rest in peace..... Kudadirana kupedza nguva
#Fearless
#NODEFEAT