Thursday, September 26

Musicians Aya Anonyadzisa Kutengesa Nyika Nekuda Kwekupiwa Rice NeChicken NeMiranda Poptain Kuita Senge Asingazive Drink Marombe Let's Bluetick Their Music

Poptain manje kunge asingaziye minute maid🤣🤣🤣Kana Judas Iscariot aiva murume ... that why Mwari akati vakadzi titakure nhumbu dai yakapihwa anagiribheti avaaa 🙌🙌🙌🙌☹️☹️☹️☹️

 

 

Togara tichinzwa kuti vakadzi mahure vanoda mari nehigh life ....Well ndiyani muimbi wechikadzi apo? Musataura kikky badas because haasi muimbi ndimai muponesi for Artists for ED ..

 

 

 

Varume vakuru kuona food nekutopenga 😀Sometimes I nzara kkkkkk unenge wati regai ndinodyawo kukuenda vamwe ndinfafe.... Kkkk maybe ahatovhotere zanu yacho😂😂😂ava chero sim2 vanorovesa for the love of money 😂😂 handchava truster ini 😂food vanoida

 

 

 

 

Food haina kumira mushe ndiyo yakaita kuti Isau atengese birth right, saka chero varume vakuru vanokutengesa vaona menu yacho, chinorwadza ndechekuti ndechekuti food yacho ndeye 1 day vana nemkadzi wako unotadza kumutengerawo.

  • Share: