Wednesday, September 25

Murume Mukuru Kufarira Chicken Inn Wotonzwa Vachiseka Lobengula Kuti Akatengesa Nyika Nekuda Sugar

Wotonzwa vachiseka Lobengula kt akatengesa nyika apihwa spoon ye sugar, ivo havasikuitengesa nebhapiro rehuku isina kuibva futi😭😭😭😭

 

 

 

 

 

 

Kukurira kusingadyiwi nyama rotori dambudziko itai kuti tishande tidye ne muri kwete kudai zvakaoma murume mukuru

 

 

 

 

 

Haa ma Zimbabweans we are stl far kubvuma kupusiswa to this extentKkkkk atoiwanira paZANU 5yrs uchidya nhoko dzezvironda apo vana vachienda kutrp koona Robot mazimba pepukai munotonzi varungu vakashata asi vavo vana vari

 

 

 

 

 

 

kugara kuvarungu kwachoStupid ...kufarira nyama ye one lunch....mangwana back to derere nemutetenerwa wenzungu.Wamakisa dzinza ne mhuri wangu,in future kids will learn about u in history as we did with lobengula atengesa nyika ne sugar🤣🤣

  • Share: