Tuesday, November 12

Mukomana Nigel Mukati Opiswa Nemusikana Wake Akarara Mushure Mekunge Aati Haachada Relationship

Mface uyu akadanana nebhebhi iro since 2019. Bhebhi showed signs of being disrespectful and she would tell mface kuti uri coward nekuti aisamurova since ari munhu ari cool.

 

 

 

 

 

At some point bhebhi rakaita maIssues nefamily yake then mfesi akatora bhebhi akatanga kugara naro pamba peFamily yake. 

 

 

 

 

 

As time went on mface akabaya kuUniversity and ari ikoko bhebhi started cheating and being even more disrespectful. Mface paakazoona kuti this is too much akaudza bhebhi kuti lets end it and ubva wabva pamba pedu. Ndipo pakatanga ma1.

 

 

 

 

 

Bhebhi rakabva ramudira mvura inopisa right in front of his family. To make matters worse, the lady was nvr arrested for this. Fear women for sure💔

 

Credit Crime Watch Zimbabwe

  • Share: