Friday, September 20

Mukadzi Wababa Harare Ovhurirwa Huru Pashata Kusaenda Kurufu Ndiko Kwakonzeresa Zvese Izvii

I dont do " hear say " pano , bvunzai vane makore vari pano .

 

Peter Dhewa Moyo joined my Live Shows several times achitaura hurwere rwa Baba Harare .

 

It was 2021 when Baba Harare pavakarwara nezveusiku izvi , Stunner achitevera .

 

 

 

 

 

 

Vainge vakatungamidzana and i did 12 midnight prayers on Live pano for both of them vakararama , SO PLEASE VANHU MUST YEUKA where they came from 🤣🤣🤣🤣🤣

 

Ndovhurika BIG TIME !!!!!ITS A MATTA OF TAIM , ndicharibata hangu bepa reka tsvukisto new wife ka Baba Harlem , ITS A MATTA OF TAIM !!!!!!

 

 

 

 

 

 

I DON'T MISS , NEVER 🤣🤣🤣🤣🤣🤣Ukagara uri pano uchaziva zvakawanda , thats why these so called celebrities don't DARE ME , BECAUSE NDOVHURIKA , HAPANA BEPA RANDISINA PANO !!!!!

 

 

 

 

 

 

YOU CAN CHANGE YOUR FUTURE BUT YOU CAN'T DELETE YOUR PAST !!!!

 

YEUKA KWAWAKABVA KWAUNOENDA i MHINDO!!!!

  • Share: