Friday, September 20

Mudhara Akuita Sei Macheso Ovhura Huru Ku Defense Force Nhaimi

Ummm vakati ndobva ne akwaya chete ku stadium.....haiwa iiih ..chii chakadaro.manje mukoto wema akwaya wakavhariswa🤣🤣🤣🤣🤣Baba shero vabata garo 😄😄🤣🤣🤣🤣🤣🤣 unenge uchiti akwaya ichabuda ndatambisa magaro wanikwe chabuda hapana, magaro ane nhamo chokwadi

 

 

 

 

 

🤣🤣🤣🤣🤣Ummm vakati ndobva ne akwaya chete ku stadium.....haiwa iiih ..chii chakadaro.manje mukoto wema akwaya wakavhariswa🤣🤣🤣🤣🤣Ko kuzodzingwa pa stage 🤣🤣magaro akanyanyokura pfungwa dzoita shoma

  • Share: