Saturday, October 19

Moreboys Oti Imba Ye Nyathi Family Ichaita Mortuary Ye Greathope

Amen.

Nyathi Family mochitonyatsosimba kupfugama muchinamata nekut havasi vese vari kufarira izvi Satan chichakurwisai zvikuru asi nezita raJesu munokunda kana muchinamata. Ndiri kufara zvikuru chingoti Mwari kudzwai nekuti ndivo vakusvitsai pamasvika nhasi. May God continue to bless to bless you. 🙏🏼

  • Share: