Friday, September 13

Moreboys Munetsi Greathope Opandukirwa Nevanhu Waoda Kuwisira Vana Tytie Pasi Kuti Vaite Broke

Kukava datya kuriyambutsa. Mwari vakudzifambira vega full time and pace yave kupage iro hapana ane zera nayo. 1M followers pfee imimi vana Judas nanaBrutus makatarisa. Godo ndorichakuurayai, mboko kuvenga vanhu kusvika pakuita plan yekuti vave bankrupt vafe nenzara manje apa manya!

 

 

 

 

 

Rhhhabhishi dzevanhu mxm 🚮🚮🚮

 

 

 

 

 

Congrats Mupata Family.🎉🥂🎊🥂 Mwari vakuchengetei Shumba nemakarwe zvarura kunze uku. Makarwe kutobuda mudziva kuuya kuzokutaimirai paFB . Be safe 💖 

 

Ndakagumbuka .

 

#PasiNegodo

  • Share: