Tuesday, September 24

Minister Ziyambi Voti Mhondi Dzekuuraya Mwana Ku South Africa Dzibude Izvi Zvashungurudza Moreboys Great Hope Nevakawanda

31 October hanzi vavakubuda ende ziyambi ziyambi wakaoma kutadza kungoendesa bepa chete haa wandirwadzisa ziyambi

 

 

 

 

As for me ndinoti regai vabude hakuna munhu akambofa mafiro akadai akarova munhu haauraiwe se huku Mai Princess be strong hama it is well Pee acharwisa chete anganonoka bt acharwisa

 

 

 

Nyika yedu inorwadza veduwee kutadza ku submiter zvaidiwa ne time umm zvakaoma hazvoLet them go out in peace... Varegei vabude panze vafambe vadzoke vadye sadza why tichinetseka ne zviri pachena

 

 

 

 

 

Tapiwa Makore akarwa dzake ega magweta achiita basa rekubhadharwa munhu haasi dhende rinopfekwa rikadambuka roraswa munonyepa let them walk free PRINCESS will walk with them for the rest of their lives... Kunwa mvura muchanwa ropa kudya kwenyu muchadya ndove semakonye zundu...

 

 

 

 

 

Munhu kwakumufananidza ne marara amunotsvaira kuty takatsvaira tikarasa munonyepa Tapiwa Makore akanoraswa msoro kusingazikanwe but akazoita vanhu varasikirwe nemuviri une all ma body parts..

 

 

 

 

As Zimbabweans LET them walk free kana vane nharo ngavabvunze vekwa Makore

Minister Ziyambi yambiro kwamuri mkuru muchasara neropa mumaoko imi musina kuuraya munhu

 

 

 

Minister... Minister musakokere dzinza mhepo imi uyu munhu uyu akafa haisi huku musazotsvage muroyi pasina aroya PRINCESS arikuona

  • Share: