Think social media should be restricted to ages 18-35 esp for women
Mumwe achazviuraya
Mai tambai nevazukuru muchitaura ngano,kutamba pada,nhodo neArauru
Zvepasocial media izvi hamusati maziva kuti ndepekutandara kwevanhu vasina zvekuita uye vasiri serious nelife
Vamwe kana tiri stressed tongovhura comment section,toseka torara
Or kuona madrama queens ari muMidlife crisis anoita behave kunge maAdolescence
Makamboona kuti zvimwe zvichembere zvisina kumbofara in their adolescence zvinozoda kutanga kuda kuita competition nema2k
Ndozviri kuitika nedzimwe chembere dzazoona social media dzave muma50 dzobva dzashamisika