Wednesday, September 25

Mercy Nhira 24 Okwachura Chiweti Chemurume Wake Oflasha Muchemba Thomas 43 Nebanga Haasisina Blambi

Ama 2k muchafa riinhi tizorore makukwachura zviweti zvezvikomba zvivindi murikuhodhepi eish kukwachura zvese nemabhora achoMusikana mujeri but this guy dai akararama zvake ndiye achadzidzisa vamwe kt iiii

 

 

 

Mira nemukadzi wako kkkk mkadzi achatanga kuita zvikomba akatarisa asisagone nyesvu kkkVarume chekwai mese tizorore😂😂Ku side Kwangu mkdz Uyo akagona Let be a lesson kuvarume vese kuti vakadzi vakasiyana Ne Toilet yekuti ukanzwa mudumbu unono zvibatsiramo wapedza worega kuigeza wosvipira pasi wosiya usina ku

 

 

 

 

Flasher hako woto tanga kuyemura toilet yeku rainbow 🌈 towers hako nekuti wabvisa huturu Mauri nxaaaaa let's respect nguva and sacrifice yaitwa ne mwana wevamwe kuva newe on that moment ahuzi hubenzi.

 

Isu varume tisu toita vakadzi vazoita Humondi

  • Share: