Wednesday, September 25

Mazimba Oti Mukaona Anozviti Cat Family Batai Murove Maitt Tinashe Is In America Living His Best Life Iwe Mujeri Wakaba Mari Kuti Uchate

Mari dzese idzi aiba kuti aroore Tinashe avharise Social media. Izvezvi Tinashe wacho is living his life iye achidya muriwo usina mafuta zuvaly.

 

 

 

PRESSURE DIARIES

 

Mukaona anozviti cat family batai murove nekuti ndovanhu vakasvitsa Feli paari iye zvino

 

 

 

 

Ngakaripe mhosva dzese dzakakapara kakiti kemunhu kaiganza kachiramba kupa vanhu mari dzavo kachiti hapana zvamunondiita ndinokurovai mese ngakarovane nemhosva dzako kujere ikokoGo mura

Go mura

 

 

 

 

 

You are strong chimubrashiti 😂😂😂😂💪💪💪💪kwaa ma fans chikiti soI actually think kty nemari dzese idzo Felly Ane ma properties atisingazive hedu cz aidzisepi asi

  • Share: