Saturday, September 21

Mazimba Haasi Kufara Namai General Chiwenga Itaiwo Vana Va Chipo Greatman Ma Ambassador

Mukadzi wa General aita Dzabu brand ambassador Minnie Baloyi thank you.. Congratulations Dzabu .Munapota muchipawo vamwe mukana vasingazikanwe kuti vamirire Zimbabwe

 

 

 

 

 

 

 

 

ine vana vakawanda 👌👌Minnie Baloyi muise mwana waChipo .Chipo anorarama nehurema ..mwana wake akaitawo brand ambassador anokwanisawo Kuwana Mari yekubhadhara fees..Yekutenga food even makamupa 200 USA Chipo anotofara 😢😢Ende hembe dzenyu dzotengwa cos Vanhu vanenge vachi supporter Chipo

  • Share: