Sunday, September 22

Mashura Tavhunduka Zvobuda Izvo Bruno Furniture Ndiye Baba Vemwana Wa Greatman Music From Vepadhuze Zvinzwirewo Vachitaura Saka Hondo Iripakati Pavo

Kuimba kwacho hapana zvisvinu zvinenge zvichibuda at least ini Furniture ndobata Mamyama zvinozikanwa. Siyana neni shaaApa kureva kuti waimutsvagawo iwe haunyare kutuka chirema itya mwari iwe waida kumupa nekuti haagone kuimba usadaro iwe

 

 

 

 

 

 

 

 

 

Ndakambozvitaura kuti Bruno ndiye baba vemwana waGreatman,mamwe ma fights atina zera nawo🙌Ndiwe une problem ungatoite makwikwi naGreatman chingotsvaga wekupa worega kumufonera zvakuitakunge inemhiko headboard yacho

  • Share: