Tuesday, September 24

Mashura Rina Manyanga Hariputirwe Mudiwa Hood Onzi Ndiye Akauraisa Cousin Yake Ginimbi

Haana kumbonyanya kunaka hake tho

 

 

 

 

Type dzana mudiwa pamwe ndovakatouraisa cousin yake 

 

 

 

 

 

Coz kuna Panganai akange akavenga Ginimbi Yr cousin urikutsvagei

 

 

 

Snake undergrass uyu handimuchenese

 

 

 

 

 

 

Mudiwa Bvudzi rake ariite kana ka Pony tail asi ndoshamiswa muchiti akanakaHaana kumbonyanya kunaka hake tho

  • Share: