Tuesday, September 24

Mashura Namatirai Tinashe Muporofita Wekurotera Tinashe Mutarisi Hope Oti Ndakati Huya Urikurongerwa Kuuraiwa Ukandipikisa Hezvo Java Otaura

VaMutarisi ndati ndikuyeuchidzei something..Munogona mune mari yakawanda,kupfura tese and munogona muchipihwa nzeve naPresident kupfura tese,asi hunhu hwakakosha kupfura ndarama.

 

 

 

 

 

Inini handisi Ghost zvamufunga and zvamukuziva imimi raramai in denial henyu but ndakakuudzai zvandakarota and zvikuitika..I don't think muhupenyu hwenyu makambobata mari inenge yaBoka,Pamire but vese ivavo vaiva vital to the economy of Zimbabwe but vakarova pasi vakazvisiya..

 

 

 

 

 

 

At this point you need to lower your shoulders and listen with your eyes.Usambofe wakazvifonera kuti Zimbabwe needs me more than nhingi..No on contrary Zimbabwe haidi vanhu vanenge iwe vanoda kubvisa vanhu muhuruva zvinourayisa izvozvo..

 

 

 

 

 

 

Ndakakuti huya ndikuudze hope ukaramba hezvo nhasi wadzikisirwa munhu waCEO kuita live uchipindura benzi rinenge Java..Ko zvauri intelligent hauzive here kuti benzi rinokudzikisa palevel raro rokurova neexperience..

 

 

 

 

 

Iwewe ndikukupa zano waisafanira kudzorera factory paint yakatsva because mumweya hondo dzako dzikutotanga..Ndikungotaura semunhu akafa anoona zvausingaone..Handei tione.

  • Share: