Wednesday, September 25

Marvelous Emerson Junior Girlfriend Voita Kurwisana Na Pokello Zvakaoma Zvemu Harare

Iwe Pokello bere re nyika onorwadziwa kt Junior ED akayenga Marvelous,mrume wako hanti newe uri bishu Leah anotoziva kt mrume wake ibishu hombe ndosaka asina basa ne ma side chick anoziya kt anouya achienda iwe wakafunga kt u are very specially ochaendesa mkdzi uyo

 

 

 

 

zvakaita mai vako kuendesa vakadzi vamwe va chombo😂😂😂point of correction ku ma bride maids a bere renyika anoti akabvisirwa 40k no imari ya ka bvisirwa mkdzi wa Chiwenga generari,makambowona

 

 

 

 

 

Ed junior achiendeswa ku ma important business meeting zvinoitwa ma twins,or makambowona ma twins achiti panouya zvi ma artist ana Rick ross vanoundzwa ne zanu vanenge variko,kunoenda iro bishu ra na pokkelo cz family yakatowna kt ndokwake kuchi bishu,

 

 

 

 

 

Pokello oti kusvirwa masikati cz manheru mrume anengi ariku den na gules hapana cuddling oti kuendeswa ku club chete siya Marve dyiwa mese makanyarara,dear zvipoko tambirai small house itsva ya ED junior she is based in Uk bt ane ma business ake mu zim and anotamba ne ma rich cousins arimo mu zim now ndosaka poki bp yakawira😂😂😂

  • Share: