Wednesday, September 25

Mambo Dhuterere Fans Complaining Vaigona Kare Ikozvino Vaane Kakuzvida Nekuzvidhonza Dai Vamira Hunhu Iwowo Mweya Watisesekedza

Uyu aigona kare zvaike zvino ane kamwe kakuzvida kaave kuita maybe kuona kunosiyana rinongoti kushata mazitama anenge mbeva yasvodza

 

 

 

 

Yaa ayigona kare mazuvaano nekukwira ndege kwakati kuuya uku haaa zvatoipa

 

 

 

 

Hayaaas siyay munhu adye Mari yake matama ayo kuguta,ini vegodo muchingowawata

 

 

 

 

Akagara akadaro uyu kakuzvida kacho ikako ndiko kanotoita kuti ndide mavideo ake,haa une ka that dhuterere keep the ball rolling

  • Share: