We agree that Tate might be a bully at times but what does the mother have to do with all this? This is between them two.you have no idea of the things the mother has to face & going through because of her son’s choices towards life.No, this is wrong.Leave the mother alone,Ko ndivo vatuka here?Zviri wrong
hazvo but kana dziri nyaya dzekupinza ana amai sis batanya ndovakatanga kutsvaga Mai va Malloti kwakuvaturika ku page kwavo, chete kangoma kana kakuririsa kanenge kodambuka. Malloti must know when to stop coz tichatanga tichimusekerera kupedzisira tomuseka.Tatelicious anepamuromo , those who defends him , murimadofo , You just can't fix stupid
Zirume iri rinotuka vanamai vevanhu left right and center, mai nababa vamai TT , Pokello ...and other people achitaura kwasina kuswera , anotuka vabereki vevanhu vakafa zvinorwadza sei and lying against them kunge anovaziva He failed in life as a man and still failing life as a woman , he's bitter so he goes around destroying people's lives, zvino Mwari havarare kana kukotsira , achatama one country to another, dai atodzokera hake kuita murume. This man is a destroyer pese pasvika noise and ĺies.
Support him at your own cost .Tikadenhanha wofunga kuti unogona kunopengera kumba kwevabereki vangu unenge wairasa big time one thing about me ndine nguva yekuita sendirikungokutarisa ukaenderera i don't care kuti atanga ndini here unopachema chete chii chakadaro ichochi is this gogo her age mate