Wednesday, September 25

Makhadzi Otemwa Zvakare Nema Bhodhoro Kushow In Zimbabwe Kadoma Mushure Mekunge Aridza 3 Songs

Makhadzi asvika akaimba ma song 3. Ndobva atemwa nema cane. Ndobva atobva pa stage.

 

 

 

 

So azoteerwa akanzi dzoka pa stage.Pane atobhadhara VIP kuti akwanise kutema munhu ne cane 🙌🏽

 

 

 

 

 

 

I don't see anything funny about that, at the end of the day mozochema ne Xenophobia kana ma South Africans akadawo kutsiva toti mavara azare ivhu. I hope she is okay haana kukuvara.

  • Share: