Saka uyo Pambuka ndiye asina ma Connection ku gavhument kuti abudewo before time?
Makamboonepi nyaya inonzi yadzokera ku Court pasina kuitwa Apeal a SENTENCE??
Feli nevanhu vake vanoda kuuraya system!
Saka magistrate akamuti GUILTY saka is incompetent ka?
Vari kuti angonzo dzoka tikutonge patsva ! Nekuti AKOSHEIKO iye akaba? Ane 2 ppassports futi and its ignored!
Saka munhu wese mujere ngaatongwe patsva for no reason!!
Who is her boss?Anyways asi chakambo serva hacho sentence nevamwe vake !
The law inonetsa kunzwisisa unless watoita study law mufunge,it doesn't mean magistrate was not competent but the law provides kuti one can appeal against a decision of a lower court..they actually did appeal...there were some essential elements to prove theft beyond a reasonably doubt which were not met chete!!