Wednesday, September 25

Maitt Ngaasanyepe Mabag NdeState Mari Inotorwa Nechikurubhi Haiiende Kumba Ba Kune Madofo Ecat Family Pabatisisei

Ma bag ndee state not kt ndeemunhu anorukwa ikoko votengeserwa ikoko mari yo shandiswa ikoko vachitengerwa zvinhu not kuendesa kumba kwete

 

 

 

 

 

Usakuridzira vanhu kuti jere rakanaka Feri jeri ijeri musapara mhosva muchizviti tiri ma CIO E ZANU CHUPETI 🖐🖐

 

 

 

 

Hee zvosungisa zvema bag atanga kunyepa , veduwee tisazodaro munhu uyo haisi mhuka she can learn from her mistakes love you Muraa

  • Share: