Wednesday, October 16

Mai Rokadhiya Nhai Mwari Hakuchina

Ndizvo ndamuka ndakaitirwa nababa vevana vangu izvi Mhuri ye zimbabwe.. Ndabvisirwa monetization yese.. Hazvina mhosva baba rokadhiya ndiwe une chimuti mudikani 😭😭😭😭😭😭😭 vana wakaramba kuchengeta fb iyoyi ndoiri kutiraramisa nevana.. Mhosva

 

 

 

 

 

yangu kuti ndakaramba barika na mercy bhaureni ndikaramba kundiitisa ma skits imi muchidanana ndozvawakandivengera. Hazvina kuipa Mwari ariko.. Kana moyo wako uchikufadza nezvawaita izvi tinotenda ishe.. Page ukuda kuriba uri kutadza ra kayla wakatora😭😭😭hatina power kwariri.. Wadii kuuya undiuraye ufare

 

 

 

 

 

uzorore ruvengo rwako kwandiri rwakanyanya.. Inga ndakakuzvarira vana wani... Sure ungandidzurira monetization pariipo pakurarama nevana vako. Just because hausi kuda ndiitirwe star part 😭😭😭😭😭😭😭😭😭😭 Wakaoma wena Wakaoma edmore wakaoma ndabvuma ndizvo here zvawaindiudza last month kuti uchandinyudza ndanyura zvesure

  • Share: