Wednesday, September 18

Mai Nyathi Vovhura Huru Sezva Kikky Gore Riya

Kungoti chete hamusi kuiziva taste yechidya cheroad runner imi 😋😋Mobva mazoita kunge munhu wacho unototsengwa nxa. Imi amai Nyathi gara kwazvo mhani moitisa vanhu shohweraAisve taste yeroad runner risina madomasi here usadaroka iwe

 

 

  • Share: