Wednesday, February 12

Mai Nyathi Vonzi Vatsiure Murume Wavo

Hide Chitupa Ana.Mukasa tsiura Nyathi it end up vanhu tavenga munhu wese handifarire hangu Kalonga nekuti akasiya Jessica akugona Shona but Nyathi idambudziko he dosen't appreciate mhani.Ezvino Moreboys aimupa 6k Rands every Month hachamu cheuke..Akazviita futi kuna Tytie akanyepa kuti amurovesa NE

 

 

 

 

copyright.Nyathi chemahara panyika pano mushana Kalonga yake yebasa akatora.Dzidza kutenda kwete kuda kuvenganisa vanhu pafacebook wakationa Pano tichiwirirana wabva tik tok.. wakuda kutiparadzanisa nekusatenda kwakoMai Nyathi zw tsiura Murume wako hatidi kupesaniswa Pano pafacebook

  • Share: