Wednesday, September 25

Mai Bee And Mai Kachembere Vonzi Gazvizode Chimusha Vanhu Vari Pa Jet Ski Izvi Zvapa Mafans Hasha

Chimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awaChimusha chakapinda vanhu😂😂 ndiwanani awa

 

 

 

Chimisha ndechipi ipapo ,pane huni nemigomo yemvura ipapo ,pane nzungu dzukudzurwa here ipapo dayi watoti chirungu better

 

 

 

Mai Bee Driver is having a time of her life, passenger saying “girl take it easy” 😍😍Chimusha, munhu akatozvitsigira .

 

 

 

 

Dai cakashama vachiona nhasi 🤣🤣🙌🏽Vanhu so apa iwe hausati wambogara kana muchicken inn wakutosvora those who afford to enjoy their life nxaaa

  • Share: