Thursday, September 26

Magaya Onzi Auraya Church Nekuda Mari Forcing Vsnhu To Pay Zvipo

Prophet Magaya mauraya Chechi nekuda Mari .every service inoitwa 2 maofferings.kuma cell groups kunobviswa ma offering and on top of that every cell group ine target like $450 peweek.motgees day,

 

 

father's day,prophet s birthday,prophet s wife birthday kunobviswa Mari and they will be competition among cell groups kuti ndeipi cell group yabvisa Mari hobho.phrophet Magaya vanongofunga mabusiness avo.befire kuchurch kwaiswa shade kuoverflow tainaiwa nemvura kutoita fluu mukati muchurch was reserved for mapartners vanobvisa a fixed amount every month then mykazisara nzvimbo monzi chipindai.the love of money yaita kuti vakatanga church vaive pedyo naprophet vaifamba navo vasiye church 

 

 

l remember prophet vakambotsamwa vamwe vanhu vaendesa maenvelope asina Mari mukati .sometimes haunamatirwe kana usina kutenga bhuku they are books sold at church .rist bands anointing oils,are all for sale.kykaita rufu or mychato prophet ava never show up .my advice kune vachada kuenda ku PhD,hakusisina healing rangova business rekupfumisa munhu one.ehe healing yaitombovako cuz mafirst days prophet vaiuya kuchurch on time vasati vakukoshesa Mari .ma ushers,kwaya,house deco,maoverseas nemamwe madepartments they are very rude.hapana chiriko kuchurch kuye be warnedIni zvezvimachurch ndakasiya kare kare ,tikunamata tiri mumba mwari akutinzwa..i have encountered a lot of problems ndiri muzvima church izvo,Divorce,kufirwa nevana,bankruptcy,accidents ,the list is endeless,zvezvimachurch itai mega puuuInga anogaro taura chikwadi magaya wenyu but hamuterereri 

 

 

Akati ma demon anonzwanana anoudzana kuti iwe chimborega munhu Afambe demon rototerera rimwe demon mototi munhu apora 

 

 

Plus vanhu vamurikuti zvirema havasi havo vanenge vakatobva ku training 

Kune vanhu vanotoita basa iroro rekunyepera kupenga nekuremara vanotochinjanisa ma church kuti nhasi kwaMagaya next week kwaBushiri haaaaprophet Magaya currently varikushandisa ma offices avo ariku YADAH HOTEL. financially say u need assistance?  

 

 

business wise, une nherera dzirikuda kuchengetwa, Vana Havana Mari yeSchool fees you go there then wowaridza zvichemo zvako mopiwa MariHaaa munyori haurevi nhema takamboyendapo nemwana wesister yangu mwana aripa pacommer zvisina kumira mushe kwakuona zviusher zviye takadzingwa sembwa hanzi hamuoni prophet kana musina kuvabooker tikati tarisaiwo situation yatinayo hayisi kutomboda zvese izvozvo haaa takamhanyiswa Shem imbavha dziya

  • Share: