Sunday, September 22

Mafans Haasi Kufara Na Tinashe Mugabe DNA Ngaaitisewo Mukadzi Makeup Potaurwa Zvakawanda

Kapozi kekumeso manyama mother Bota 😅

Cerelac femeli 💕Vakachena no makeup muzim ukasableacher nemakeup wakashata

 

 

 

 

 

 

Vakanaka zvavo...vakadzi vakawanda havachisina confidence yekuyenda anywhere without makeup..salute herVakanakira kure havo

 

 

 

 

 

Nyasha dzinodiwa nemunhu wese .Ava vakadziwanirwa zvavo

 

 

 

 

 

 

 

  • Share: