Wednesday, September 25

Maevents Ekudzidziswa Business Aya Dai Mazvirega Vanhu Ava Vanoshandisa Clitocurrency Muchinyeperwa And Nari Dze Zanupf Imi Mobhadhara 200usd

Mean while ku twitter kurikubvira … hanzi musakanganwe vanoenda ku master class ye annivesary ya Tanya the therapist kuti vakapusa ….vanonofambira kunzi unoita sei bussiness yet iye anodya mari dzana Shepherd varume vevanu ana Pokie ma speaker e event does not even wear her brand yet anopfeka mamwe ma brand and she want imi mutenge brand dzake.

 

 

 

 

Munoudzwei about striving business yet vanhu vacho varikudya mari dzisiri dzavo.. Next time ana Ms red, ana Hadassah, ana aunty Zozo, zivai zveku supporter

 

 

 

Ozonzi ndakatanga business struggling with funds yet ana Shepherd varikukupai mari dzeku fuel ana Tanya… muchidyirwa musaga.Ku twitter vakatingwarei zvavo, Vamwe dzinogumira pakuti, izvi zvinovengwa nevaroyi izvi😀😀

 

 

 

 

Pamwe vanotoiita zvima elite high class brothel behind these so called businesses. Kunouya zvima dhara zvine mari. Its just top class prostitution, in my opinion. Vanhu ngava vhure maziso and stop being gullible vachipa the girl child unnecessary pressure mhani!!

  • Share: